Lyrics

Kuti jo, jo Mr. Putiti, jo Huchi, mhmm Iwewe, iwewe Iwewe I know imi murikuti you know Mwana wedu igoridhe You did so much plus ane chipo Hatisi kutsikana konzi Kuda kudzora mapoints Kuda kudzora yamakashandisa muchirera chipo Zvamati kuti nditore mwana wenyu uyu Mati panoda mari nemombe dzinotsika Kuti nditore mwana wenyu uyu Mati panoda mari nemombe dzinotsika Aiwa, ndazvinzwa baba Ndazvinzwa tete Ndazvinzwa kuti munotoda dzinotsika Ndazvinzwa baba Ndazvinzwa tete Ndazvinzwa kuti munotoda dzinotsika Tezvara mandinzwa? Ambuya ndavhunza Handiroore munhu asingagone kutamba unless achizunza Tisati tayenderera mberi neprogram, ngaatange avhura Mwana wenyu ngaavhure phone yake Ngaatange avhura Mwana wenyu ngaavhure phone yake Ngaaise password yake Tione tese inbox yake Tiverenge tese mamessage ake Kuti nditore mwana wenyu uyu Ndoda kutanga ndaziva kuti anokurunga here? Mumba umu anobika here? Kuti nditore mwana wenyu uyu Ndoda kutanga ndaziva kuti akasimba here? Anonyatsowhina here? Mazvinzwa baba? Mazvinzwa tete? Mazvinzwa kuti panotoda anobika? Mazvinzwa baba? Mazvinzwa tete? Mazvinzwa kuti panotoda anobika? Ndozviripo Ndozviripo Ndozviripo Ehe, Ndozviripo Ndozviripo Ndozviripo Ndozviripo Vanatsano, ndozviripo (Baba Harare musadaro)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out