Similar Songs
Credits
COMPOSITION & LYRICS
Enock Munhenga
Songwriter
Lyrics
Kuti jo, jo
Mr. Putiti, jo
Huchi, mhmm
Iwewe, iwewe
Iwewe
I know imi murikuti you know
Mwana wedu igoridhe
You did so much plus ane chipo
Hatisi kutsikana konzi
Kuda kudzora mapoints
Kuda kudzora yamakashandisa muchirera chipo
Zvamati kuti nditore mwana wenyu uyu
Mati panoda mari nemombe dzinotsika
Kuti nditore mwana wenyu uyu
Mati panoda mari nemombe dzinotsika
Aiwa, ndazvinzwa baba
Ndazvinzwa tete
Ndazvinzwa kuti munotoda dzinotsika
Ndazvinzwa baba
Ndazvinzwa tete
Ndazvinzwa kuti munotoda dzinotsika
Tezvara mandinzwa?
Ambuya ndavhunza
Handiroore munhu asingagone kutamba unless achizunza
Tisati tayenderera mberi neprogram, ngaatange avhura
Mwana wenyu ngaavhure phone yake
Ngaatange avhura
Mwana wenyu ngaavhure phone yake
Ngaaise password yake
Tione tese inbox yake
Tiverenge tese mamessage ake
Kuti nditore mwana wenyu uyu
Ndoda kutanga ndaziva kuti anokurunga here?
Mumba umu anobika here?
Kuti nditore mwana wenyu uyu
Ndoda kutanga ndaziva kuti akasimba here?
Anonyatsowhina here?
Mazvinzwa baba?
Mazvinzwa tete?
Mazvinzwa kuti panotoda anobika?
Mazvinzwa baba?
Mazvinzwa tete?
Mazvinzwa kuti panotoda anobika?
Ndozviripo
Ndozviripo
Ndozviripo
Ehe, Ndozviripo
Ndozviripo
Ndozviripo
Ndozviripo
Vanatsano, ndozviripo
(Baba Harare musadaro)
Lyrics powered by www.musixmatch.com