Listen to Ane Mari by ExQ

Ane Mari

ExQ

Afro-Beat

576 Shazams

Lyrics

(Where did all go wrong?) Oh, nana More money, less problems Kana uine mari you can solve them, nanana More money, less problems Kana usina mari uri pama1 Makadiiko Mukuru? Seiko Mukuru? Ane mari ndiye mukuru Kunyangwe ndiri mukuru Ndimika Mukuru Makadiiko Mukuru? Ane mari ndiye mukuru Nyangwe ndiri mukuru ane huturu Mari ndoChamangwiza (Chamangwiza) Ane mari ndoane VISA (ane VISA) Mari ndiyo language inonakidza kutaura Mari inenge joke ranakidza (haha) Chirikutrender imari Chakosha imari Kuroorwa imari Ko, aroorwa nemarii? Kuramba imari Hapasisina mari, havachatya Mwari Vanhu vacho vavakugadzira a million-dollar pa15 cents (pa15 cents) Zvinhu zviri kuitwa murima to make that mulla hazvichamaker sense Saka ane mari anoteererwa Asina mari anoteerera Ane mari anodherera Asina mari anodhererwa Saka ane mari anoteererwa Asina mari anoteerera Ane mari anodherera Asina mari ano- Hanzi mari is the root of all evil (evil) Hatichakwanise kugara tiri equal (equal) Uine mari, you're on top of everyone You shit on anyone 'Cause you're not just anyone Kana uine mari, you're the best of the best Ndiwe unodiwa first and the rest Rangodzamara rangova zhet hapana getsi Nekuti life is so unfair Saka ndiani mupfumi Ane mari neane hutano? Ndianiko mupfumi Ane mari neane hutano? Ndiani mupfumi Ane mari neane hutano? Imi, ndianiko mupfumi Ane mari neane hutano? Ane mari anoteererwa Asina mari anoteerera Ane mari anodherera Asina mari anodhererwa Saka ane mari anoteererwa Asina mari anoteerera Ane mari anodherera Asina mari anodhererwa More money, less problems Kana uine mari you can solve them, nanana More money, less problems Kana usina mari uri pama1 Makadiiko Mukuru?
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out