Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Leonard Dembo
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Leonard Dembo
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Leonard Dembo
Producer
Lyrics
Shamwari yangu warova neiko kudaro?
Shamwari basa ranga randiwandira
Shamwari yangu warova neiko kudaro?
Shamwari basa ranga randiwandira
Ukandiona mukomana wamadhiri
Ndinoonekwa nembonje
Ukandiona mukomana wamadhiri
Ndinoonekwa nembonje
Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nemavanga
Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nemavanga
Yangu yekuda kupfuma iyi
Yandipinza mudhiri shamwari yejere
Yangu yekuda kupfuma iyi
Yandipinza mudhiri shamwari yejere
Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nekungwara
Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nekungwara
Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
Siyana nazvo vanochema amai
Siyana nazvo vanochema baba vako
Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
Siyana nazvo vanochema mhuri yese
Shamwari yangu warova neiko kudaro?
Shamwari basa ranga randiwandira
Ukandiona mukomana wamadhiri
Ndinoonekwa nembonje
Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nemavanga
Yangu yekuda kupfuma iyi
Yandipinza mudhiri shamwari yejere
Ukamuona musikana wamadhiri
Anoonekwa nekungwara
Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
Siyana nazvo vanochema amai
Siyana nazvo vanochema baba vako
Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
Siyana nazvo vanochema mhuri yese
Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
Siyana nazvo vanochema amai
Siyana nazvo vanochema baba vako
Siyana nazvo vanochema kumusha iwe
Siyana nazvo vanochema mhuri yese
Lyrics powered by www.musixmatch.com