Lyrics

Sarura wako anotamba zvaunoda ka Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo Sarura wako anotamba zvaunoda ka Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo Iwe tamba tione chisikana chezera rangu Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo Iwe tamba tione chisikana chezera rangu iwe Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini Sarura wako anotamba zvaunoda ka Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo Iwe tamba tione chisikana chezera rangu Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda Kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini Kune zvakawanda zvinotitadzisa Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa Kune zvakawanda zvinotitadzisa Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out