Lyrics
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Kuroora kwangu amai
Kuroora kwangu baba
Munyama wega wega
Kuroora kwangu amai
Kuroora kwangu baba
Munyama wega wega
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Kuroora kwangu amai
Kuroora kwangu baba
Munyama wega wega
Kuroora kwangu amai
Kuroora kwangu baba
Munyama wega wega
Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo
Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo
Kuzoti ndisisipo, unoita sei?
Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo
Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo
Kuzoti ndisisipo, unoita sei?
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Zvirinani tirambane tisina mwana
Zvirinani tirambane tisina chatinacho
Uri nzenza
Uri nzenza
Uri nzenza
Uri nzenza
Uri nzenza
Lyrics powered by www.musixmatch.com