Top Songs By Oliver Mtukudzi
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Songwriter
Lyrics
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Sorry brother ndakakutuka, ndakanga ndakadhakiwa
Ndine hurombo ndakakugumbura, ndakanga ndakadhakiwa
Sorry shamwari ndakakutsika, ndakanga ndakadhakiwa
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hee, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Mangwana mangwana ndakanga ndakadhakiwa
Mangwana mangwana ndakanga ndakakoriwa
Waziva sei wakanga wakadhakiwa?
Waziva sei wakanga wakakoriwa?
Hini ndava uchinenedzera doro?
Sei uchinenedzera hwahwa?
Hini ndava uchinenedzera doro?
Sei uchinenedzera hwahwa?
Wagara wakazvironga, wagara waka-planner
Wagara wakazvironga iwe, wagara waka-planner vamwe
Wagara wakazvironga iwe, wagara waka-planner
Wagara wakazvironga, wagara waka-planner vamwe
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hee, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Sorry brother ndakakutuka ini, ndakanga ndakadhakiwa
Ndine hurombo ndakakugumbura, ndakanga ndakadhakiwa
Kukunanga huroyi, ndakanga ndakadhakiwa
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hee, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Mangwana mangwana ndakanga ndakadhakiwa
Mangwana mangwana ndakanga ndakakoriwa
Waziva sei wakanga wakadhakiwa?
Waziva sei wakanga wakakoriwa?
Hini ndava uchinenedzera doro?
Sei uchinenedzera hwahwa?
Hini ndava uchinenedzera doro?
Sei uchinenedzera hwahwa?
Wagara wakazvironga, wagara waka-planner
Wagara wakazvironga iwe
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com