Lyrics

8Riripo zuva randichasiya nyika ino Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Riripo zuva randichasiya nyika ino Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Kana ini ndarwara Ndashayiwa mubatsiri Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Hama dzangu dzatiza Ini ndasara ndega Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Kana mazuva aperawo Andakatarirwa panyika Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Kana mazuva aperawo Andakatarirwa panyika Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Nyika yandiremera Fambai neni Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Nhamo nematambudzo Zvese zvakandikomba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Ndoshuwa uya musha Usina kuchema Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Baba ndipeyi simba Ndigone kukurira Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Kana ndasvika parwizi Pazambuko rinonzi rufu Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Kana ndasvika parwizi Pazambuko rinonzi rufu Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan Babaaa(Baba ndiyambutseyi rwizi) Isheee (Ishe ndiyambutseyi rwizi) Baba Baba ndiyambutseyi rwizi urwu rwizi Jordan
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out