Lyrics

Vana tete vanhasi Hamusi masiyana here nana tete vekare Vana tete vanhasi Hamusi masiyana here nana tete vekare Mukaritidzwa mukomana nemwana wehanzvadzi musatestire mwana wenyu Mbudzi kuparira pavanhu Mbudzi yitandirwei Mavekui sakidzira seiko Mbudzi kuparira pavanhu Mbudzi yitandirwei Mavekui sakidzira seiko Vayimbi vanhasi Hamusi masiyana here navayimbi vekare Vayimbi vanhasi Hamusi masiyana here navayimbi vekare Sei kutora mimanzi isati yatsikiswa tomhanya kutsikisa Muridzi paanozo tsikisa wotoitwa benzi mefans Chandakadzidza muhupenyu Tsindidzo hayigare muhana mbiri Ukaronga rwendo usaita pahuro sepe datya Unoudza neane mhepo inorambidza chakanaka kuti chiitike Ariko munhu wekuti ukamuudza zvauri kuronga zvese zvinobva zvamira Kumira kunge datya rakafira muhose pipe Nyango kukweva nomuromo chadii mvura hai fambe Unoita semunhu ariku dedza hove nemagnet Hauzive anokuda neasingakude Sei uchibva waudza vanhu ne twaka dzika dzika Kupera kwe gore ndoda kutenga mota Mwedzi uchipera ndakamirirwa kuNetherlands Inobhururutswa nzira isati yasvika pachikiribani Dzimwe nzendo taura wadzoka Unya body finger too much power Dzimwe nzendo taura wadzoka Dzimwe love donzai munyerere Dzimwe love donzai munyerere Magweja pindai munyerere Mugomba pindai munyere Chako kupfeka perengende Usiye nzoripa Utakas ketai munyere Zacheo dai akaudza vanhu kuti achazo kwira mumuti Jesu auuya Haizosara awana miti yese yakatemwa nepasi Dzimwe nzendo taura wadzoka I don't blame people for disappointing you I blame yourself for trusting them I don't blame people for disappointing you I blame yourself for trusting them Trust nobody Suspect everybody Don't tell people about your vision Dzimwe nzendo taura wadzoka
Writer(s): Mark Ngwazi Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out