Lyrics

Kana wandida ini ndakutora Kana wandida ini uchagara bhoo Kana wandida ini ndakutora Kana wandida ini uchagara bhoo Zvese ndichakupa, tunotapira netunovavira Kana wandida ini zvese uchazviwana Zvese ndichakupa, tunotapira netunovavira Kana wandida ini zvese uchazviwana Nhasi zviripi zvese zvawaindiudza? Nhasi turipiko tunotapira twawaireva? Nhasi zviripi zvese zvawaindiudza? Nhasi turipiko tunotapira twawaireva? Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Ndichakutiza iwe kana ndazvifunga Chimbidza, chimbidza, chimbidza Chimbidza, chimbidza, chimbidza Eyi, eyi, eyi, eyi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out