Lyrics

Vatendi mose teererai munzwe Muzvido zvaMwari pakufamba naro shoko Vatendi mose teererai munzwe Muzvido zvaMwari pakufamba naro shoko Vatendi mose muri masoja, masoja aMwari Anorwa neminamato kwete namaoko Vatendi mose muri masoja, masoja aMwari Anorwa neminamato kwete namaoko Basa rako mutendi kupfugama uchinamata Kukumbirira munhu wese agoziva Mwari Basa rako mutendi kupfugama uchinamata Kukumbirira munhu wese pane zvinomunetsa Chakaipa ndichoipa nditu Hokuvi, haa Chakaipa chakaipa chete hama Ndokusaka chakarambwa kwemazuva ose Chakaipa chakaipa chete hama Ndokusaka chakarambwa kwemazuva ose Kukundikana uchiziva Mwari vanotonga Chenjerera mutendi uchatuka Mwari Kukundikana uchiziva Mwari vanotonga Chenjerera mutendi uchatuka Mwari Kuhwanda nezita raMwari hakusi kuchenjera Ukaramba wakadaro, nhamo panhamo Kuhwanda nezita raMwari hakusi kuchenjera Ukaramba wakadaro, nhamo panhamo Chakaipa chakaipa chete hama Ndokusaka chakarambwa kwemazuva ose Kukundikana uchiziva Mwari vanotonga Chenjerera mutendi uchatuka Mwari Kuhwanda nezita raMwari hakusi kuchenjera Ukaramba wakadaro nhamo panhamo Chakaipa ndichoipa nditu Hokuvi, haa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out