Lyrics

(Levels, Levels Production) hello Hello Wadii? Waitasei? Uripi? Unani? Uripi? Ha ma- ma-one Ho une boys Ibva pane noise Urikundinzwa here? Hee urikundinzwa? Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Hee haumude? Hana basa? Kutanga rini? Munhu aripa status Manje ukazvifungisisa unofamba uchitaura wega (Hameki) Unenge uri mu chick (Hameki) Uri serious, uri busy (Hameki) Ndakunzwa uchiti uu, ah-ah, ehe Ukutaura inini here? Handisi ndikutaura newe Zvakaoma rega ndisiyane newe Ndagara kuma terrace rega ndatarisa iwe Ndakunzwa uchiti Pawati how, ndanzwa sewati aww, wow Dhiri rasvava sesauti Muma streets inhau Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Ndikutaura zvema rooro squad Pakatonyorwa chi-poster pagedhi Ma-champagne ma-label nema-Scud Pakapfekwa white ine mustard Majava Huya kuno unogona ku-recover Chimbomira kuchema haisati ya-game over Ma-photo wa-receiver Wazo-believer Ndokupaza mudhuri Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Ndiro Vhura muromo Makandinzwa naani Matekenya ndebvu Mafukidza dumbu Gumbeze rababa Gumbeze ramhamha Rusambo Danga, brr Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa Babe rako raroorwa Rako raroorwa Ndati babe rako raroorwa Munhu wako atorwa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out