Listen to Zvichiti bhohwa (feat. Silent killer) by Bling4

Zvichiti bhohwa (feat. Silent killer)

Bling4

Hip-Hop/Rap

5,007 Shazams

Lyrics

Kufa kana kufenda Kuf kaf Mmm, Four yeah (ayo Mag won't you hit 'em up?) Hapana paticharamba tichikuti bhoo zvichitibhohwa Kana pagedhi pasina keeper bhora rinogohwa Batwa uchitsara masinhi uri kuMbare unofa nekurohwa Ukaita babie usina skiri riningitorwa (yeah) Zvagara vamwe vari ku-cheater vamwe vari kutendeka (iii) Vamwe vakatorara vamwe vari kubereka Mastreetss makatozara nyoka dzinotoyevedza Nzizi dzinotoyeredza (yeah) zvinokuendesa Togara taka-packer togara tiri ready Haa ukandiona ndichiseka ndenge ndiri happy Haa musoro wangu haubude panze unogara uri mu-hat Ukazonyanya kudhibha unorohwa zheti Yeah zviriko zviriko zviriko zvemangoma zviriko Mangoma takamatinya but hobho aripo (yeah) Haisi ginya but mu-top four ndirimo Yeah mutop four ndirimo Yeah system yakachinja system yaka-switcher Ukangonyebera kubwaira chete waskipwa Kuroora ndukuda but ndushaya mwana akatsiga Vese varungoperera kumota dzaka pimbwa Hapana paticharamba tichingoti bhoo zvichitibhohwa Kana pagedhi pasina keeper bhora rinogohwa Batwa uchitsara masinhi uri kuMbare unofa nekurohwa Ukaita babie usina skiri riningitorwa Zvagara vamwe vari ku-cheater vamwe vari kutendeka Vamwe vakatorara vamwe vari kubereka Ma-streetss makatozara nyoka dzinotoyevedza Nzizi dzinotoyeredza (yeah) zvinokuendesa Kufu, isusu takatyora mabhanditi Tikabva tasiya tavaudza shiti Tikati hamusisina kana hit Munotopesana ka ne-beat Isusu tinorova hipu yekuhopo Nditori Putin wekuMoscow Everything is under control Enda ku-Muntros Studio montroo Handiti vatiitira chimbiti Ma-street handiti Unoziya heatwave here heat Nediti, chikiti chakange chine gwirikwiti Yakaramba kuita kufu yekumechi Hee mangoma kaa totenzi Itai tirecorde kaa tisende Chikapai chebende Pakabva zino pakasara vende Maka-plaster plaster futi nesemende Kufu (Likee)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out