Lyrics

(Soldier, soldier) its nah wanna serious business Doctor Chakanaka chakanaka wega bvuma Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda Wakagara wakadaro haurumwe mukaka asi varipo vanoumba daka Vanofara vationa tawira mudhaka pasi, zita redu parinoshata Havatimise kuita yatinoita, usamiswe kuita yaunoita Varipo vanofara patinoimba, usapanicke Sunshine zvedu zvichaita Usamiswe nevane daka, vanofinyamisa face taita chakanaka Danger Zone chairo vakati rakadhakwa Chavanokwanisa chete kuisa tsito mumukaka Sunshine Chakanaka chakanaka wega bvuma Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda Kumberi ndokwatave hapana reverse Saka ndipe kuno beat ndinyore verse Takuita zvebusiness hapana chifesi Saka usandidzore mira ndiconfesse Varipo vanoruma vachifuridza Mazhets atinenge takaronga vanoputitsa Mafrenemy ngavaende very far, vanoda kuvhara mwena unotigutisa Chakanaka chakanaka wega bvuma Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda Wakagara wakadaro haurumwe mukaka asi varipo vanoumba daka Vanofara vationa tawira mudhaka pasi,zita redu parinoshata Havatimise kuita yatinoita, usamiswe kuita yaunoita Varipo vanofara patinoimba, usapanicke Sunshine zvedu zvichaita Usamiswe nevane daka, vanofinyamisa face taita chakanaka Ninja Zone chairo vakati rakadhakwa Chavanokwanisa chete kuisa tsito mumukaka Sunshine Varipo vanoruma vachifuridza Mazhets atinenge takaronga vanoputitsa Mafrenemy ngavaende very far, vanoda kuvhara mwena unotigutisa Chakanaka chakanaka wega bvuma Saka usatsamwiswe nevanovenga waita chakanaka Kana vanotuka, vanotisimbisa patinoshanda Sunshine Dzimwe nguva haufanire kupanicker pavanotaura iwe shaika Vanotuka vanotisimbisa patinoshanda From Me
Writer(s): Emegy 'freeman Hkd' Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out