Lyrics

Soldier, soldier, soldier, soldier Oh-I, oh-I, oh-I (Doctor) oh-I, oh-I Pese paunoputsika simuka Satan oda kukudherera jamuka Paunorota hope dzemunyama pepuka Zadzisa zvaunoshuwa nezvaunofunga Usanete mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Haa, mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Hapana anoziva ramangwana rake Chinhu chakanaka chinotoshandirwa, hachiuye ne-one day Ita zvaunoita usanete, ramba nhamo, ita kwauri isasvike Zvinhu hazvifambe nezuva rimwechete Miyedzo ikauya pfugama unamate Ishe vanoku-blesser ukavatenda Ende vanoku-guider kwaunoenda Sunshine usafe wa-surrender, zvinhu pazvinorema tarisa kudenga Usanete mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Haa, mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Mararamiro anosiyana, bata pako pawakapihwa Usatore usina kukumbira kana kupiwa Paunoti zvarema wasvika pekugumisira Samatenga ndiro gweta richakumiririra Usazvipe pressure, pashoma paunapo tenda, shingirira Ishe vachaku-blesser, Ishe vachaku-blesser Pese paunoputsika simuka Satan oda kukudherera jamuka Paunorota hope dzemunyama pepuka Zadzisa zvaunoshuwa nezvaunofunga Usanete mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Haa, mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Hapana anoziva ramangwana rake Chinhu chakanaka chinotoshandirwa, hachiuye ne-one day Ita zvaunoita usanete, ramba nhamo, ita kwauri isasvike Zvinhu hazvifambe nezuva rimwechete Miyedzo ikauya pfugama unamate Ishe vanoku-blesser ukavatenda Ende vanoku-guider kwaunoenda Sunshine usafe wa-surrender, zvinhu pazvinorema tarisa kudenga Usanete mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Haa, mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa Mararamiro anosiyana, bata pako pawakapihwa Usatore usina kukumbira kana kupiwa Paunoti zvarema wafunga pekugumisira Samatenga ndiro gweta richakumiririra Usazvipe pressure, pashoma paunapo tenda, shingirira Ishe vachaku-blesser, Ishe vachaku-blesser Oh-I, oh-I, oh-I, oh-I, oh-I, oh-I, oh-I
Writer(s): Emegy 'freeman Hkd' Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out