Lyrics

Nhaiwe shamwari wachiveiko? Waiuya seunondida, iwe uri mharadzi Wave kunge chigamba chitema pajira jena Chinoonekwa kuipa kwacho nemunhu wese Pamusoro pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu Moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo Wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyare Sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe Ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe Nhaiwe shamwari wachiveiko? Waiuya seunondida, iwe uri mharadzi Wave kunge chigamba chitema pajira jena Chinoonekwa kuipa kwacho, nemunhu wese Pamusoro pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu Moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo Wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyari Sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe Ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe Nhaiwe shamwari wachiveiko? Waiuya seunondida, iwe uri mharadzi Wave kunge chigamba chitema pajira jena Chinoonekwa kuipa kwacho, nemunhu wese Pamusana pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu Moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo Wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyare Sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe Ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe Tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu Tsvee haunyare sevenza yako shamwari Tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu Tsvee haunyare sevenza yako shamwari Tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu Tsvee haunyare sevenza yako shamwari
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out