Lyrics

Aha haha,yeyi yeyiye Aha haha,yeyi yeyiye Kana wandisuwa wozondifonerawo Kana wandiginga wozondifonerawo Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Handisi somebody babe wagu usaite worry Ndakuudza wani,ndikati kana wandisuwa Babe call me I really know all the things that you went through Azvisi zvema funny When you cry,ii (yeah) Andifari,iii (yeah) Kana wandisuwa wozondifonerawo Kana wandifunga wozondifonerawo Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndinokuda mudiwa wangu Unerudo iwe handimire kuombera Samatenga vakandipa saka zvese ndinotenda Ndoda kutenda Amai vako iwe Zvese na Baba vako iwe Ndivo vakandipa iwewe Handimire kukufunga Kana wandisuwa wozondifonerawo Kana wandifunga wozondifonerawo Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Kana wandisuwa wozondifonerawo Kana wandifunga wozondifonerawo Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Handisi somebody babe wagu usaite worry Ndakuudza wani,ndikati kana wandisuwa Babe call me I really know all the things that you went through Azvisi zvema funny When you cry,ii (yeah) Andifari,iii (yeah) Kana wandisuwa wozondifonerawo Kana wandifunga wozondifonerawo Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Kana wandisuwa wozondifonerawo Kana wandifunga wozondifonerawo Kuti babe ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Ndiri kuda nezvako ndakusuwa (hahah) Handirare nekufunga (hohoh) Aha haha,yeyi yeyiye Aha haha,yeyi yeyiye Aha haha,yeyi yeyiye Aha haha,yeyi yeyiye
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out