Credits
PERFORMING ARTISTS
Nox
Performer
Thando
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Nox
Lyrics
Thando
Lyrics
Lyrics
Pasi pano pezuvaka hapana kana mumwe
Angandida sezvaunoita, heyi
Unofona mangwanani, baby warara sei
Uswere bhoo, ugoswera uchindifungawo
Pa-lunch uno texter, baby wambodyeiko?
Hapana ambokunetsa here?
Ndiudze mudiwa
Manheru unouya kumba wondikangira supper
Wonditsvoda usati waenda
Wotarisa muma ziso
Woti ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda
Ndiwe wandinoda Nox
Usanyeperwe ka
Unoti ndiwe wandinoda
Baby ndiwe wandinoda
Ndoda kuva amai vevana, vevana vako
Kana ndinewe moyo unofara
Kana uripo ndobhururuka ini
Usaende kure handidi kukushaya pedyo neni
Ndopengereka ini
Ndichakuimbira chimbo chaTrevor Dongo
Nerunako rwako baby ndino nyemwerera
Kufanana namhami vako vane moyo unerudo
Iwewe kani ndiwe wandishandura
Ndakuenda kuchurch, ndakupfeka masutu
Ndakuimba mu-choire
Baby ndarongeka ini
Ndava kuterera baba Charamba na Sabar
Ndakugara ndine zuda
Ndinofara paunoti
Baby ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda
Ndiwe wandinoda Nox
Usanyeperweka
Unoti ndiwe wandinoda
Baby ndiwe wandinoda
Ndoda kuva amai vevana, vevana vako
Kana ndinewe moyo unofara
Kana uripo ndinobhururuka ini (kana ndinewe)
Usayende kure, kure (usaende kure)
Handidi kuku shaya
Pedyo neni ndopengereka ini
Ntombazana umuhle njenge mpali
Hangifuni ukuqamba amanga uyangibulala dalie
Mawundlula ngendlela besuluka bonke
Bafun' ukubona intombi ezindlula zonke
Ngiyonhlal' ngikuthanda impilo yami yonke
Everyone, this guy is falling, never ukhohlwe
The way you look, whatever you do
You do the right way
Whatever you say, you make sure it's just the right way
Kudala ngihamba ngifun' ukuthadwa
Kodwa wena waba ngesihlukileyo
Ungienza ntoni wabe
Ingabe liphupho na?
Angikholwa uba ngim'fumene
Ndiyamthanda lona
Kana ndinewe moyo unofara
Kana uripo ndobhururuka ini (kana ndinaye)
Usaende kure handidi kukushaya (ngifuna yena)
Pedyo neni ndopengereka ini (ngifuna' ukuba naye)
Kana ndinewe moyo unofara (moyo unofara)
(Kana uripo ndobhururka ini) uripo
Usayende kure handidi kukushaya (kukushaya) pedyo neni
Ndopengereka ini
Kana ndinewe iwe (kana ndinewe moyo unofara)
Kana uripo ndobhururuka ini
Usaende kure handidi kukushaya (handidi, handidi)
Pedyo neni ndopengereka ini
Gara pedyo neni, yee
Writer(s): Enock Guni, Siphosenkosi Mkhuhlane
Lyrics powered by www.musixmatch.com