Lyrics

Vhura door, oh yeah (Simplex music) une shuwa yamashuwa ndiani We call it a straight Finesse Waibata, ah, how far? Ita handidi kunzi ndiri shasha Ukazvikudza wakuvapa hasha Chiteerera, nenyasha Tarisisa usati wanyongosha Vakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Pakati pemazino hapasi pekutambira Unotozongorumwa Pavakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Hanzi pakati pemazino, pemazino Vakakurirwa neruchiva Nzira kwayanga iri vaikuziva Hana dzavo kana kumborova Kusina mukoti hakuna mukova Chizvininipisa wotozvinyorova Ho vakazongosangana nazvo Zvavaitarisira zvakanga zvisirizvo Pakanga pasina kwavari kuenda Bva vasurrender Vambopikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Pakati pemazino hapasi pekutambira Unotozongorumwa Pavakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Hanzi pakati pemazino, pemazino Shuwa kupedzera minondo kumakondo Apa vanga vakatarisana nehondo Pasi rino ngatizive tiri varendo Tisazvivimbise makorokoto enhando Ukaiteera mhepo yavhuvhuta Hauregere uchangogara uchingonyunyuta Pavakapepuka varasika, vaneta Changu chirauro handina kupeta Vakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Pakati pemazino hapasi pekutambira Unotozongorumwa Pavakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Hanzi pakati pemazino, pemazino Unobvunza Passion Java Vakamhanya vachidonha Ko inga vaiti vanozvigona Takanga tiripo, takazviona Inzwa Shona Ita handidi kunzi ndiri shasha Ukazvikudza wakuvapa hasha Chiteerera, nenyasha Tarisisa usati wanyongosha Variko vakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Pakati pemazino hapasi pekutambira Unotozongorumwa Pavakapikisa vakamhanya makarimwa Ndakaona vadzoka varamwa Hanzi pakati pemazino, pemazino
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out