Lyrics

... nhai mwariwe dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda nhai mwariwe dai mandibatsirawo ndawana wakanaka nhai mwariwe dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda nhai mwariwe dai mandibatsirawo ndawana akanaka (watch me ryt) musikana mirapo titaurirane eey musikana musikana musikana mirapo titaurirane eey musikana... ko huya tidanane kuti tive solo namutsai chese chaunoda ndinokupa nakai hande kumusha tinoona ana amai kuti vam uone iye wangu nakai chiso chako ndakachitarisawo kudai ndinonzwa moyo wangu kurwadza nakai mwana ane tsika muroora wamai ndinomutora chete ndapedza kudai ndichakwira gomo ndokumorera uchi kana nemicheroi inotapira chete kana wada ini chaungashaye chii asi eudo rqako harutwngww neri
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out