Lyrics

Oskid bika zvinotyisa No under 18 Vamwe vese itai zvamanga muchingoita Well you know seh Mbare mi Seh Calaz seh Follow mi follow mi follow mi den Oh na na na na na Hatiko ikoko Oh na, oh na na Well you know seh Mbare mi Seh Calaz seh Ah ho-o ah ho-o Ho-o ah ho-o Ho-o ah ho-o Nhasi izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Bhebhi ita uchindikisa pahuro Ndinobuditsa kana uchida gauro Ndadikitira ndipukute netauro Zvatinenge tichingoita mubhedhuru Torova zvingani zvimarounds? Ngatiite zvekukandirana round Hwani hwani seclutch yesound Kusvika zvapera zvikiri zvepataundi Chinja magear uchindibatirira Handina kurara bhebhi kutsinzinyira Hakuna mumwe kani anombondinakira Ndiwe unoita kani ndisabude mumachira Nhasi izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Bhebhi hohwa ndoda kurova semunhu abva kujeri Kunge ichabuda kuseri Handimbokusiya kusvika kuseni Izuva redu tiri 2 tingori mu-den Iwewe bata paunoda, ita yaunoda Yauno-lover ndiyo yandiri kutoda Ndichikupindurudza ndichimbokusimudza Mafoni tadzimaka, hapana anofona Nhasi uchapupura ndiri mudhara Haumbomuka, uchaswera wakarara Pandobata basa unoti, "Maita basa. Mutupo ndiani tiwubikire sadza?" Nhasi izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Nhasi hatibike tinorova take-away Dakukuyendesa kure kure, far away Handikusiire panzira pahalf way Ugutsikane mangwana usanditi get away Ndoda kuti u-feele sechimoko Usazonobatira vamwe kunge mogo Kana ndatadza kukwesha mapoto Ngatiite tichitorana maphoto Ha-a asi ndapota usama-leakisa Unoziva skiri rachoka rinomakisa Marukazika anozowana pekundibatira Tinonyara kani tikashaya kwekufambira Follow mi den Nhasi izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Nhasi izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Rekurova hohwa Ah ho-o ha (ah h-o) Ah ho-o ha Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa Izuva rangu rekurova hohwa Mumba inenge ingori ah ho-o ah Ah ho-o ah ho-o ah Pachiridzwa mhere kunge pane karohwa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out