Listen to 16 Zvinhu Remix (feat. Elcee & Emex Mega) by Soul Afrika

16 Zvinhu Remix (feat. Elcee & Emex Mega)

Soul Afrika

World

450 Shazams

Lyrics

ko nhay mudiwa unomboziva here kutizvo maruva enyika, haambopera unotosara watopera irwo ruchiva runoita kuti usafe wakagutsikana saka chinzwaka, nekuti ndokuda nemoyo wese thats why ndakatotsvaga mabasa maviri kuti ndikupe kamwe kalife ndichikuchengeta zvese zvaunoda, pasina chaunoshaya ndinombochona ndokundikana asi unozviziya ndinotrya asi hauna kana basa nazvo chako kungondifonera uchiti kana uchindida nditengerewo ma high heels, nechibag chacho, ndakawona chakapfekwa naPokello futi futi ndoda Brazilian hair ne iphone Veduwe Seiko uchida, seiko seiko uchida zvinhu iwe x4 Eish amana, zvimwe zvinhu zvacho sometimes zvonyanya inga wani everyday ndinozama zama kukupa yese yese thang chigutsikana hanzi ndinodawo watch nedress nebachi nehat zviri zve Versace ndikati Versacex3 iwe ndochiwana kupi chibhanzi iiiiwe unozviziva wani(unozviziva wan) ndiwe wega one(ndiwe wega one) ndokuitira wan(ndokuitira wan) unodiwa mhani(ooooh) saka chinzwa shamwari, chimbosiya nyaya dzemari ngatimbodanana, timbosasana, timborega kufonerana tichiti Kana uchindida nditengerewo ma high heels, nechibag chacho, zvandakawona zvakapfekwa naPokello futi futi ndoda Brazilian hair ne iphone Veduwe tese tinoda zvinhu asi zvako zvazonyanya Seiko uchida, seiko seiko uchida zvinhu iwe x4
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out