Lyrics

Haazi mafunnies mhani Well you know seh Mbare Mr Calaz seh (I know, l know) check, check Yoh big up Mhozi Mabhaibheri, Bla Manyada, John Cook Mabhabha, Chipadze, Boss Prince Man, Dbango Jathwell, Cobra, Tony Basic (l know, l know) Plus Chidhumo naMasendeke Hapana, haazi ma-funnies mhani Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Ve-pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh, ndimbochuna mabhanditi Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh, ndimbochuna mabhanditi Mati wani chisiyana nezheti Inga wakura wani chiitawo mu-straight Womboita zvekunamata wopfeka gemenzi Mwari anokuvhenekera murima semwedzi Mukuvandete, siya zviende Aya ma-drugs achaita mupenge Uya ugamuchire Mweya Mutsvene Woimbira Mwari nyangwe une mavende Kagora remember ndakambokudzora Mazuva ayaka uchangobva kubomba Ukati, "Handichaba." ndikati, "Bhoo mukoma." Ndakazoshamisika Tahweza okuponda Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Ve-pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh, ndimbochuna mabhanditi Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh, ndimbochuna mabhanditi Ghetto Soldier vakambobira kuSoweto Zvinoratidza kuti hazvina kufamba bho Vakadzoka vari kushandira kuSiyaso Nevamwe vakarizaina saRichie na Sunboy Ukamuyezi akunamata Asi chikafu chehuku vari kusanganisa NaHwezhasi pamusha vanokubhabhatidza Hameno madhiri avo zvakangofanana Sekuru Gandanga vakabva vangozvimisa VekwaSiyasuku vari kuzvishandira NaMabhunu asi handinyatsomunzwisisa Handizii madhiri ka aari kutsikisa Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Ve-pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh,ndimbochuna mabhanditi Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh,ndimbochuna mabhanditi Chibvundabvunda ave kunzi Mr Green Kanoti kanofemerwa panenge paita magic Kanoba nema next door wake kana mu twin Mavaziya tsano Nomati naNorman Musakangamweka Mako's family Mavazivaka, shoko raDhanyeri Shoko akamboenda kunoona mukoma Gaza kujere Mahwanika anotanga paanodzoka kujere Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Ve-pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa munorova ripi zheti Oh, ndimbochuna mabhanditi Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi Pickpocket kana ve-shoplifting Hazvina basa unorova ripi zheti Oh, ndimbochuna mabhanditi Haazi mafunnies mhani
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out