Lyrics
Varumewe huyai tirangane totarisa nzira
Pakudzoka kuna Baba tofamba zvakanaka
Varumewe huyai tirangane totarisa nzira
Pakudzoka kuna Baba tofamba zvakanaka
Nyama nemweya zvichasiyanaka
Mweya wemunhu uchadzoka kuna Baba
Nyama nemweya zvichasiyanaka
Mweya wemunhu uchadzoka kuna Baba
Ngativakei hana dzemanera
Manera eminamato
Zvigotizarurira kuna Baba
Ngativakei hana dzemanera
Manera eminamato
Zvigotizarurira kuna Baba
Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata
Ibva waishandisa uchiri mupenyu
Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata
Ibva waishandisa uchiri mupenyu
Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata
Zvepasi rino inzvimbo yerufu
Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata
Zvepasi rino inzvimbo yerufu
Marwadzo chete hapana chimwe chinhu
Marwadzo chete pamwe nerufu
Marwadzo chete hapana chimwe chinhu
Marwadzo chete pamwe nerufu
Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata
Ibva waishandisa uchiri mupenyu
Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata
Ibva waishandisa uchiri mupenyu
Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata
Zvepasi rino inzvimbo yerufu
Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata
Zvepasi rino inzvimbo yerufu
Marwadzo chete hapana chimwe chinhu
Marwadzo chete pamwe nerufu
Marwadzo chete hapana chimwe chinhu
Marwadzo chete pamwe nerufu
Lyrics powered by www.musixmatch.com