Listen to Isai Kupenya by Bling4

Isai Kupenya

Bling4

Hip-Hop/Rap

2,049 Shazams

Lyrics

Four Yah (Ayo Mag, wont you hit 'em up?) Ndine kwandiri kubva nekwandiri kuyenda (kwandiri kuyenda) Kumashure kune rima, kumberi kwacho kune rima (kwacho kune rima) Pakutoda Jeso aise kupenya (aise kupenya) Pakutoda Jeso aise kupenya (yah) Ndorota ndiri mundege, ndomuka ndiri mumagumbeze Nhamo dzangu handingadzipedze, yah (nhamo dzangu handingadzipedze) Pakutoda Jeso aise kupenya (Jeso aise kupenya) Pakutoda Jeso aise kupenya Simbi dzacho i-heavyweight, dziri kundiremera Pressure everyday (pressure everyday) stress everyday (stress everyday) Ndambotenga Label, ndichifunga kuti zvingaserere But hazvisi kushanda (hazvisi kushanda) Ndichingodzokera kuita sober zvinondibereka Dhiri rakutopera zvinobva zvadhakwa (zvadhakwa) Mota ichingozara, inobva yagarwa ne-police Manheru vezvikwereti vanobva vamhara (vamhara) Disaster, vanokusvikira vari mu-que kunge vamboudzana (vamboudzana) Hapana zviripo apa (hapana zviripo apa) Kana tiri kunze tenge tichingo disguiser (disguiser) kuvhara-vhara (kuvhara-vhara) But manheru hope hadziuye (hope hadziuye) Ndenge ndichi-hider pain mukaona ndichi-smiler (ndichi-smiler) Kana zvanetsa, (kana zvanetsa) ndozongoti kumba kwenyu handiuye Depression (depression) Stress yakandinama, but ndine patience (ndine patience) Action (action), ndoramba ndichizama kusvika ndasvika Ndoramba ndichi-try kusvika ndasvika (kusvika ndasvika) Ndine kwandiri kubva nekwandiri kuyenda (kwandiri kuyenda) Kumashure kune rima, kumberi kwacho kune rima Pakutoda Jeso aise kupenya (pakutoda Jeso aise kupenya) yah Ndorota ndiri mundege, ndomuka ndiri mumagumbeze Nhamo dzangu handingadzipedze, yah (nhamo dzangu handingadzipedze) Pakutoda Jeso aise kupenya (uhm) Pakutoda Jeso aise kupenya (yah) Ndirikuzama kuzvibatanidza but hazvisi kubatana (hazvisi kubatana) Kuzama kuzvinanganisa but hazvisi kunangana (hazvisi kunangana), eh Ku-church Pastor varikuti, "Fire-fire, isai mawaya-waya muyambuke" Yah, tomatora kupi mawaya-waya? 'Cause pataikura zvaingozi, "Kurai muone" (kurai muone) "Svikai, huyai mutore" (svikai, huyai mutore) Ndarara nemwana wevanhu, zvonzi, "Mukwasha, huyai muroore" Nyaya yacho handichaigone, muma-streets hamuchandione Ndakugara ndakazvitinya, ndakugara ndakazvi... yah Ndine kwandiri kubva nekwandiri kuyenda (kwandiri kuyenda) Kumashure kune rima, kumberi kwacho kune rima Pakutoda Jeso aise kupenya, pakutoda Jeso aise kupenya Ndorota ndiri mundege, ndomuka ndiri mumagumbeze Nhamo dzangu handingadzipedze, yah Pakutoda Jeso aise kupenya Pakutoda Jeso aise kupenya
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out