Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Killer T
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Cymplex Music Zw
Songwriter
Kelvin Kusikwenyu
Songwriter
Lyrics
Cymplex Music
Killer T
Hot property
Hoiyere, hoiyere, hoiyere, hoiyere
Nyatsocheka
Yoh Cymplex
Ndipo pacho pavanotangaka kuzvida
Kunyepedzera senge vasiri kukuda
Tarira wega kana zuva parinobuda
Ndivo vega vanotanga kuzofona
Manje vakadaro handinzwisise
Vanoda kundimisa handimisike
Vane kahunhu kechi-Boer-Boer
Tavabata vese kunge ngoma
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Hm-m ndozviziva vanoda kundicherera
Asi havandifushire mugomba
Mwari wangu anondichengeta
Saka hapana kana chandinotya
Asi pese pamunonditaura
Dai paine chamunozowana
Ndozviziva hamundifarire
Saka musatinyepere kuti motida
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Ndipo pacho pavanotangaka kuzvida
Kunyepedzera senge vasiri kukuda
Tarira wega kana zuva parinobuda
Ndivo vega vanotanga kuzofona
Manje vakadaro handinzwisise
Vanoda kundimisa handimisike
Vane kahunhu kechi-Boer-Boer
Tavabata vese fanika ngoma
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Hm-m ndozviziva vanoda kundicherera
Asi havandifushire mugomba
Mwari wangu anondichengeta
Saka hapana kana chandinotya
Asi pese pamunonditaura
Dai paine chamunozowana
Ndozviziva hamundifarire
Saka musatinyepere kuti motida
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Vaudze kuti zvavanondiita handizvide
Chingogarai mavaudza hatidi kuvaona
Chivaudza kuti mamero vazvinzwe
Tichangogara tavabatisa tombova-tipper feya
Lyrics powered by www.musixmatch.com