Lyrics

Sunshine Tongoti zvichanaka Une zvako Ndine zvangu Une imba yako Ndine yangu Une mota yako Ndine yangu Asi hatina Asingade kuita good life Nekugara mushe Ndiani nani-nani Anoti ndoda kufa ndirirombe ini Ndiani nani Asingade kuita maden Mapombi ma G-Wagon Ndiani nani-nani Anoti ndinoda kufa ndiri roja ini Ndiani nani Ndizvo zvazviri Asi zvinongotirambira chete Kuedza ku plaza madhiri Pano nepano can't get Kubhururuka tinokundwa neshiri Agh asi tinotodawo ndege Zvinonzi hupenyu ivhiri Saka wadi watenderera Vanazvo ndovanazvo Chatinogona kutenga maPanado Boyz ndepapi patichawanawo Tongogara tiri vekuchiva vanazvo Zvichanaka aa zvichanaka Ndomashoko andakakura ndichinzwa Nanhasi munjonjo ndongodya Kusvika mukufa aaah ndachema zvangu Asingade kuita good life Nekugara mushe Ndiani nani-nani Anoti ndoda kufa ndirirombe ini Ndiani nani Asingade kuita maden Mapombi ma G-Wagon Ndiani nani-nani Anoti ndinoda kufa ndiri roja ini Ana mai kumusika Ana baba kugraft Havasi kukwanisa kugara pasi Mwedzi paunopera vatambiriswa pay Hapana chainokwana chii Angori matambudziko Ingori nhamo nematambudziko Asi tese tinotooda zviro izvo Tinongochiva mota idzo Nadzo tinongoshuva sanganiso Ndozviziva munoda nemiwo haaaaa Zvichanaka Tongoti zvichanaka Kana Mwari vada Ehe zvichanaka Asingade kuita good life Nekugara mushe Ndiani nani-nani Anoti ndoda kufa ndirirombe ini Ndiani nani Asingade kuita maden Mapombi ma G-Wagon Ndiani nani-nani Anoti ndinoda kufa ndiri roja ini Ndiani nani Ndizvo zvazviri Asi zvinongotirambira chete Kuedza ku plaza madhiri Pano nepano can't Get Kubhururuka tinokundwa neshiri Agh asi tinotodawo ndege Zvinonzi hupenyu ivhiri Saka wadi watenderera Vanazvo ndovanazvo Chatinogona kutenga maPanado Boyz ndepapi patichawanawo Tongogara tiri vekuchiva vanazvo Zvichanaka aa zvichanaka Ndomashoko andakakura ndichinzwa Nanhasi munjonjo ndongodya Kusvika mukufa aaah ndachema zvangu Zvichanaka Tongoti zvichanaka Kana Mwari vada Ehe zvichanaka Zvichanaka (Zvichanaka) Tongoti zvichanaka (Zvichanaka) Kana Mwari vada (Kana Mwari vada) Ehe zvichanaka Five star
Writer(s): Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out