Music Video

Chiri Mberi Mutoro Wamambo
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Leonard Dembo
Leonard Dembo
Vocals
The Barura Express
The Barura Express
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Leonard Dembo
Leonard Dembo
Songwriter

Lyrics

Shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo iwewe Shamwari yemwoyo apa wazondikanganisa shuwa Shamwari yemwoyo apa wazondigumbura iwewe Shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo shuwa Wakataura wega kuti tichauya toenda Tonoona mudiwa wangu asi wakakona Wakataura wega kuti tichauya toenda Tonoona mudiwa wangu asi wakakona Wakataura wega kuti tichauya toenda Wakanga watumwa naniko shamwari yekunyepa? Shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo iwewe Shamwari yemwoyo apa wazondigumbura shuwa Shamwari yemwoyo apa wazondikanganisa iwewe Shamwari yemwoyo apa wazondigumbura iwewe Wakataura wega kuti tichauya toenda Tonoona mudiwa wangu asi wakakona Wakataura wega kuti tichauya toenda Tonoona mudiwa wangu asi wakakona Wakataura wega kuti tichauya toenda Wakanga watumwa naniko shamwari yokunyepa Wakataura wega kuti tichauya toenda Wakanga watumwa naniko shamwari yokunyepa Chako ndechawadya hama yangu iwe Chiri mberi mutoro wamambo Chako ndechawadya hama yangu iwe Chiri mberi mutoro wamambo Vimba nechawadya hama yangu iwe Chiri mberi mutoro wamambo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out