Lyrics
Takambotandadzana kwenguva yakareba Lucy
Tikatandadzana kwenguva ndefu kwazvo newe
Takambotandadzana kwenguva yakareba Lucy
Tikatandadzana kwenguva ndefu kwazvo newe
Wandifungireiko iwe sahwira wangu John?
Wandifungireiko iwe pamsana pake Lucy?
Wandifungireiko iwe sahwira wangu John?
Wandifungireiko iwe pamsana pake Lucy?
Wandifungireiko iwe sahwira wangu John?
Wandifungireiko iwe pamsana pake Lucy?
Takambotandadzana kwenguva yakareba Lucy
Tikatandadzana kwenguva ndefu kwazvo newe
Takambotandadzana kwenguva yakareba Lucy
Tikatandadzana kwenguva ndefu kwazvo newe
Wandifungireiko iwe sahwira wangu John?
Wandifungireiko iwe pamsana pake Lucy?
Wandifungireiko iwe sahwira wangu John?
Wandifungireiko iwe pamsana pake Lucy?
Vakomana inga chava chinyakare wani
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vakomana chakadzoka chinyakare mkoma
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vasikana inga chava chinyakare wani
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vakomana chakadzoka chinyakare tambai
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vasikana inga chava chinyakare farai
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vakomana inga chava chinyakare honai
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vasikana inga chava chinyakare farai
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vasikana inga chava chinyakare shuwa
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Ehe huyai tizotamba hee
Vakomana chakadzoka chinyakare mkoma
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vakomana inga chava chinyakare wani
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vakomana chakadzoka chinyakare farai
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vasikana inga chava chinyakare tambai
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vakomana chakadzoka chinyakare mkoma
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vakomana inga chava chinyakare wani
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Ehee huyai tizofara hee
Vakomana inga chava chinyakare wani
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vasikana inga chava chinyakare shuwa
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vakomana chakadzoka chinyakare honai
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vasikana inga chava chinyakare tambai
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vakomana chakadzoka chinyakare honai
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vakomana inga chava chinyakare shuwa
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vakomana chakadzoka chinyakare mkoma iwe
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vasikana inga chava chinyakare tambai
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba)
Vakomana inga chava chinyakare mkoma
(Huyai tizofara, huyai tizofara)
Vasikana inga chava chinyakare shuwa
(Huyai tizotamba, huyai tizotamba) yee
Lyrics powered by www.musixmatch.com