Lyrics

Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wanguwe Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wanguwe Muupenyu hwedu, munhu ndiye mharadzi, mungwarire mukadzi wangu Muupenyu hwedu munhu ndiye mharadzi, mungwarire mukadzi wangu Pane vamwe vasingade kuona vakadzi vevamwe vakanaka Pane vamwe vasingade kuona vakadzi vevamwe vakachena Pane vamwe vasingade kuona vanhu vanogara zvakanaka Pane vamwe vasingade kuona vanhu vanogara zvakanaka Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu Mukadzi wangu uri ruva rangu (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Mukadzi wangu uri ruva rangu (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Mukadzi wangu urichido chemoyo (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Mukadzi wangu urichido chemoyo (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Dhiya hona kani, dhiya wangu (edzawo kuzvibata) Iya hona kani uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Dhiya hona kani, dhiya wangu (edzawo kuzvibata) Iya hona kani, uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Dhiya hona kani dhiya wangu (edzawo kuzvibata) Iya hona kani, uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Pane vamwe vasingade kuona vakadzi vevamwe vakanaka Pane vamwe vasingade kuona vakadzi vevamwe vakachena Pane vamwe vasingade kuona vanhu vanogara zvakanaka Pane vamwe vasingade kuona vanhu vanogara zvakanaka Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu Mukadzi wangu uri ruva rangu (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Mukadzi wangu uri ruva rangu (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Mukadzi wangu urichido chemoyo (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Mukadzi wangu urichido chemoyo (edzawo kuzvibata) Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Dhiya hona kani, dhiya wangu (edzawo kuzvibata) Iya hona kani uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu) Dhiya hona kani, dhiya wangu (edzawo kuzvibata) Iya hona kani, uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out