Lyrics

Mili I miss you my girly yo, kurisei ikoko mhiriyo? My love will never die no, no, asi moyo wangu Moyo wangu unoramba uchibvunza kuti why? Chiiko chinoita kuti zvindibaye paya, paya paunoti bye Tsviriyo, tsviriyo, oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Moyo wangu waukona imbo-halla (halla) Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla) Inga tainanaidzana kufamba Haiwa dzamutsana mutsana, kutamba Pfungwa dzakakangaidzika, hana Kuti zvimwe pamwe ndaruza mwana Kuterera pangaudzika, hana Ndoswerero dzambire zuva, hama Chishuwo chiye chandiundura, ganda Chandinongo chema inguva, famba Dzanga dzakumoneredza hasha Ndanga ndakukanganisa muhana Kuedza kuumbiridza hukama ndokuperera Mudiwa wangu wandicherera gomba Ndakusuwa, rwendo runo inini ndofa Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Moyo wangu wauponda imbo-halla (halla) Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla) Kuti dzvoko, dzvoko ndakamirira murima imomo Kuhope ndirere ndokurota wakasenga chirongo Kuti ngo-ngo-ngo-ngo, kundirovera chipikiri kuti ngo Darlie wangu, mutoro wacho kurema kunge dombo Mumambure makapinda vamwe, haudi here? Kamusha kedu pamsoro pegomo, haudi here? Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Moyo wangu wauponda imbo-halla (halla) Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla) Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Moyo wangu wauponda imbo-halla (halla) Oh, iyee, ehh, babe halla (halla) Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla) (Hai) mai mwana pinda munzira (Hai) aah ndigokuchingura (Hai, hai) ahh, nana, nanaira Haa ndigokuchingura (Hai) mai mwana pinda munzira (nanaira) Haa ndigokuchingura (hana inorova) Ahh nana nanaira (moyo kutosunga) Haa ndigokuchingura (kuti nga-nga-nga) Mai mwana pinda munzira (nanaira) Ndigokuchingura (hana inorova) Ahh nana nanaira (moyo kutosunga) Ndigokuchingura (kuti nga-nga-nga) Ahh, ahh, ahh, ahh, ahh, ahh, ahh, ahh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out