Similar Songs
Lyrics
Hot property (Kenako Music)
Oskid, saka super nyatsocheka ma-settings ma-runnings
Kodasi, ayanaya for real
Kunyangwe ukagona
Kunyangwe ukatadza
Zvinenge zvakangofanana
Havakwanise kutenda nyangwe patino shanda vanenge vachiti hapana
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga, oh
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava (uwoo)
Vanomirira pawatadza votaura
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe zvima demon
Pandinogona havaone mapofu
Kuita hwaJudah hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Irwo ruvengo irworo rwabva nekupiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongovenga ava, oh
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongo venga ava (uwoo)
Vanomirira pawatadza votaura
Koo sei vachinyanyoona zvakaipa?
Munhu munhu anoona zvakaipa
Kuzvishandira handione chakaipa
Asi unoona moyo yavo ichibaika
Asi inga wani handinei navo
Ende futi handiraramire ivo
Mweya wekufema handikumbire kwavari
Zvandinoshaya ndinochema kuna Mwari
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanovenga ava oh
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongoveng ava (uwoo)
Vanomirira pawatadza votaura
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe zvima demon
Pandinogona havaone mapofu
Kuita hwaJudah hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Irwo ruvengo irworo rwabva nekupiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongovenga ava, oh
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongoveng ava (uwoo)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaitasei
Vagara vanongoveng ava (uwoo)
Vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Vagara vanongovenga ava
Vagara vanongovenga ava (uwoo)
Vanomirira pawatadza votaura
Lyrics powered by www.musixmatch.com