Lyrics
BodySlam Records
Oh-oh-oh Kodaz, oh-oh-oh
Ayanaya for real
Hot Property, iwe PTK, oh-oh-oh
Ayanaya (oh-oh-oh) for real (oh-oh-oh)
Hot property, nyatsocheka
Maisafanira kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh
Maifanira kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh

Aitova nechinangwa chekuda kundiparadza
Chekuda kusiya andisakadza
Ndochema ndoshaya anondinyaradza, oh
Chaaingoda kundichemedza, hameno why
Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
Asi zvese zvaaingoda ndaimupa wani

Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
Apa ndanga ndiri time-pusher, achindiitisa zvinhu zvisina basa
Murudo ndini ndega ndaipaikira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira

Apa ndanga ndiri time pusher, achindiitisa zvinhu zvisina basa
Murudo ndini ndega ndaipaikira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira
Maisafanira kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh
Maifanira kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh
Maisafanira kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh
Maifanira kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com