Credits
PERFORMING ARTISTS
Freeman
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Freeman
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Mount Zion
Mixing Engineer
Lyrics
Real gallis noh tek weh freind gal ah dat wi nah do
Loyalty ah weh mi seh man Yo Hermish
Wahm to unnuh man trioman yu (Mount Zion Music)
Hear me now
Siya
Silent killer
Siya
Madhiri akadaro gara wafushira
HK
Mount Zion, kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso
(Definitely)
Ndizvo, zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song
Panenge pachitambira doctor (siya)
Tamba neni kwete nechimoko changu (siya)
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva
Ndikangozviziva takutoguma kutamba
Hatikumbidzane babe, setinokumbidzana chamba
Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba
Ukasazvingwarira ndiko kuguma kwehukama
"Wanga uchidei pawamukumbira number?"
"Ndanga ndi ndi ndi ndi..."
Mira kukakama, seyi uchida kudya zvausina kushanda?
Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana
Zvimwe zvese ungabate, laptop kana phone asi pa chimoko changu relax
Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi
Panenge pachitambira doctor (siya)
Tamba neni kwete nechimoko changu (siya)
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva
Hembe yangu ndinokupa ukapfeka
Asi ukabata chimoko hushamwari tocheka, mmm
Ndangoti ndikuudze mukuseka
Ziso rawamutarisa naro harina kujeka, mmm
Eh ndiri Gallis, asi handitore muskana wemface wangu kwete
Kana kana kumutarisa
Hukama hwakadaro tohuvharisa
(H.KAY)
Panenge pachitambira doctor (siya)
Tamba neni kwete nechimoko changu (siya)
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva
Mount Zion
Kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso
Definitely
Ndizvo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song
Ndikangozviziva takutoguma kutamba
Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba
Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba
Ukasazvingwarira ndiko kuguma kwehukama
"Wanga uchidei pawamukumbira number?"
"Ndanga ndi ndi ndi ndi
Mira kukakama, seyi uchida kudya zvausina kushanda?
Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana"
Zvimwe zvese ungabate, laptop kana phone asi pa chimoko changu relax
Pakawanda patakapinda sema-face asi pa-position pawakutambira hapasi
Panenge pachitambira doctor (siya)
Tamba neni kwete nechimoko changu (siya)
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva
Panenge pachitambira doctor (siya)
Tamba neni kwete nechimoko changu (siya)
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva
Siya
Siya
Chiva
Nekusaziva
Ndinongokukiya
Ngazvigume mukuchiva
Writer(s): Emegy 'freeman Hkd' Chizanga
Lyrics powered by www.musixmatch.com